DZIDZA KUSHANDISA CANVA

Shandisa Canva kuumba ma pepa zvinyorwa emhando dzakasiyanasiya ,shandura mifananidzo kana kuvaka zvionekwa.Sarudza miedzaniso unoenderana nezvaunoda kuvaka kubva kuzviuru zvemienzaniso inouya yaka pakatwa ne foroma yeCanva. Ungave uchida kugadzira mepazvinyorwa rekukoka hama neshamwari kumichato,kumitambo ,mabiko,madhindindhi,chese chinoda kutumirwa kana kuturikwa pahunyevenyeve  nezvimwe zvakawanda zvinowanikwa paforoma ye Canva.Pfimbika hurongwa wemapepazvinyorwa ako mumhando dzakasiyanasiya,pfeka mavara anotamba nekushanduka.Dzidza kupfekera mwenza ne     mbidyo mubepazvinyorwa rako dzinobudira paInternet

Description

R400,00

What’s included