Description
Ziva Cubase Pro
Video Player
00:00
00:00
Cubase ndoimwe ye foroma dzekutanga kushandiswa kugadzira mumhanzi nema kombiyuta .Maforoma akawanda anoshandisa nzira dzakatangwa kushandiswa ne cubase .iforoma huru yakapepetwa kwemakore akatiwandeyi zvinoreva kuti yave nehudzamu hukuru panyaya dzekugadzira mumhanzi.
Muchidzidzo chino tinopinda mukunzisisa mashandiro nemashandisirwo ainoita parwendo rweku gadzira mumhanzi.
Reviews
There are no reviews yet.