4.25(4 Ratings)
Dzidza kushandisa foroma yeFL Studio kugadzira mumhanzi
Zviri muchidzidzo ichi
Kahunyore kemavakirwo ne maonerwo akaita foroma ye FL Studio indigo anoipa mukurumbira Mujuru pane vanogadzira mumhanzi.. Pindai muchidzidzo ichi tikuradzidzeyi mashandiro ne mashandisirwo emapazi akavaka foroma ye FL Studio.Dzidzayi kuvaka rwumbo kubva kubapeto kusvika kweku pedzisira nenyanzvi dzepa boka reFundayi .
Shandisa ruzivo rwemakombiyuta kudzidza kugadzira mumhanzi
Tokusesekedzayi mukudzidza kushandisa Fl Sstudio
Tokupayi humboo wakadzama kuti muzive kushanda kwe foroma inogadzra mumhanzi(F.I.M)
Tinoshandisa zviridwa nezvipfumba zvinouya ne FL Studio
Sei Chidzidzo Chino?
Tokudzidzisayi chidimbu nenchidimbu mashandiro eFL Studio.
Musimboti wakadzama mukugadzirwa kwemimhanzi nema kombiyuta
Musimboti we ngano dzemavakiro emumhamhanzi ne mutauro watinoshandisa pa kugadzira mumhamhanzi ne ma na kombiyuta
.
Mafaira emiyenzaniso arimo mukati mechidzidzo chechedu
Shandisayi kero diki yedu ye info@fundayi.co.za kutitumira mibvunzo yenye yatichapindura muchikamu chidikisa
Pindayi muboka redu nhasi titange rwendo rwedu tese rwe kudzidza kugadzira mumhanzi
Ndichadzidza chii?
- * Kudzidza kushandisa Foro Ye FL studio
- * Kubatanidza FL Stdudio ne chitapa maungira
- * Zviva zvikamu nemapazi akavaka FL Studio
- * Shanda neganya maungira kupepeta ngoma nezviridzwa kuti zvive nekudzikama
- * Dzidzayi kutapa mazwi
- * Ziva kushandisa zvivezenga maungira ne zvitekenya maungira
- * Kushanda nezvimvarumvaru zvemaungira
- * Nzwisisa zvipfumbata nezvipfumbatirwa
- * Kuputira mumhanzi mu chiputirwa che MP3
Zvikamu zve chidzidzo
1 Gamuchiro ,Chekutanga kuziva mu fl studio
-
1 Gamuchiro ,Chekutanga
02:31
2 Kushandisa Mutatariro Wemitsara
-
02:21
3 Kunyora Ngoma Mumutariro
-
Kunyora Ngoma Mumutariro
02:37 -
Kunyora Ngoma Mumutariro 2
07:20 -
Kunyora Ngoma Mumutariro 3
03:56
4 Dzida kuvaka magwenya(Chords)
-
Dzida kuvaka magwenya(maChords) 1
09:16 -
Dzida kuvaka magwenya(maChords) 2
02:10 -
Dzida kuvaka magwenya(maChords) 3
07:14 -
Dzida kuvaka magwenya(maChords) 4
07:14 -
Dzida kuvaka magwenya(maChords) 5
02:40
5 Dzidza kuvaka Dingindira
-
Kuvaka dingindira
09:05
6 Dzidza kuvaka muridzo
-
Dzidza kuvaka muridzo
09:59 -
Dzidza kuvaka muridzo we chisvetuko
06:58
7 Kuronga pamutariro we magodo
-
Kuronga Pamutariro wemagodo
07:25
8 Kuronga Nekupfekera chimvaru cheungira
-
Kuronga Nekupfekera chimvaru cheungira
07:17 -
Kuronga Nekupfekera chimvaru cheungira
08:17
9 Mharadzano
-
Mharadazano
01:11
Kutenga Fl Studio
-
Kutenga Fl Studio
03:09 -
Kutenga Fl Studio 2
04:28
Mhando dzezvitapa maugira ne mashandiro adzo(Komekedzo)
-
Mhando dzezvitapa maugira ne mashandiro adzo(Komekedzo)
13:04
Student Ratings & Reviews
4.3
Total 4 Ratings
5
1 Rating
4
3 Ratings
3
0 Rating
2
0 Rating
1
0 Rating
4 years ago
I have really enjoyed this class and learned a lot, found it very inspiring and helpful, thank you!
4 years ago
Lectures were at a really good pace and I never felt lost. The instructor was well informed and allowed me to learn and navigate Figma easily.
4 years ago
Its pretty good.Just a reminder that there are also students with Windows, meaning Figma its a bit different of yours. Thank you!
4 years ago
Great course for learning Figma, the only bad detail would be that some icons are not included in the assets. But 90% of the icons needed are included, and the voice of the instructor was very clear and easy to understood.
-
LevelBeginner
-
Total Enrolled2
-
Duration1 hour 30 minutes
-
Last UpdatedOctober 19, 2022
Hi, Welcome back!
Zvakavaka chidzidzo chino
- Zvidzo muzvionekwa
Requirements
- Kombiyuta yemhando ye Mac kana ye Windows ine musimboti unokwanisa kupfekerwa Foroma ye Studio uyezve inokodzero rebata masaisai edande mutande
Vanotaririrwa kudzidza chidzidzo ichi
- * Vanogadzira mumhanzi nemakombiyuta
- * Vanofarira mumhanzi