Description
Ziva foroma ye FL Studio
Video Player
00:00
00:00
Mu chidzidzo ichi muchadzidza kushandisa foroma ye FL Studio kugadzira mumhanzi .
FL Studio ndoforoma inoshandiswa nevakawanda kugadzira munhanzi we mhando dzkasiyanasiyana .Marongerwo akaita zvikamu zvayo wakawanda vanozviona zviri zvinobatsira uye zvirinoyore pakushanda nayo pakugadzira mumhanzi.Muchidzidzo ichi tichafamba nemi kubva kwekutanga kusvika kumagumo erwendo rwekuvaka mumhazi muFL Studio
Mu chidzidzo ichi muchadzidza kushandisa foroma ye FL Studio kugadzira mumhanzi .
Notifications
Reviews
There are no reviews yet.