Zviva Kushandisa Photoshop

Photoshop ndiyoimwe yeforoma huru inoshandiswa nenyanzvi panyaya dzekushandura mifanadzo,kungave kubatanidza mifananidzo,kupatsanura,kushandura madziro emifananidzo,kupfekera zvinyorwa pamufananidzo ,kushandura ruvara rwemifanidzo zvese izvi unozviwana muforoma ye fotoshop .Tora nguva yekuti udzidze foroma iyi nerurimi rwaama

1 Enrolled No ratings yet All Levels

Pick a plan

Audience

  • Vanoda kuziva kushanda kwe foroma ye Photoshop
  • Vagara vanoshandisa photoshop vanoda kuwedzera ruzivo rwavo rwe photoshop .
  • Vana vechikoro.
  • Vanemabhizinisi avo anoda kushambadzirwa

What Will I Learn?

  • Dzidza Kukakata Foroma Ye Photoshop kubva padandemutande
  • Zviva mapimirwo emapepa zvinyorwa
  • Zvimapazi e Photoshop nemashandiro ayo
  • Ziva mashandiro zvisevenzisi zvemuphotoshop

Anesu

Mudzidzisi

4.4Instructor Rating
2
Students
6
Courses
12
Reviews
View Details