DZIDZA KUSHANDISA CANVA

Shandisa Canva kuumba ma pepa zvinyorwa emhando dzakasiyanasiya ,shandura mifananidzo kana kuvaka zvionekwa.Sarudza miedzaniso unoenderana nezvaunoda kuvaka kubva kuzviuru zvemienzaniso inouya yaka pakatwa ne foroma yeCanva. Ungave uchida kugadzira mepazvinyorwa rekukoka hama neshamwari kumichato,kumitambo ,mabiko,madhindindhi,chese chinoda kutumirwa kana kuturikwa pahunyevenyeve nezvimwe zvakawanda zvinowanikwa paforoma ye Canva.Pfimbika hurongwa wemapepazvinyorwa ako mumhando dzakasiyanasiya,pfekera mavara anotambatamba nekushanduka.Dzidza kupfekera mwenza ne mbidyo mubepachinyorwa chako dzinobudira padandemutande.Zvese izvi nezvimwe unozviwana muforoma ye Canva.

2 hours 30 minutes 0 Enrolled No ratings yet Beginner

Pick a plan

Requirements

  • iva ne Kmbiyuta inokwanisa kupinda pa dandemutande,ingave kombiyuta ye Windows kana kuti ye Mac.

Audience

  • Wese anoda kushambadzira achishandisa zvionekwa kana mapepa zvinyorwa
  • Vane mabhizinisi,vana vechikoro,vanoda kushambadza zvinoenda pauhunyeve nyevenyeve kana zvichidhindiswa

What Will I Learn?

  • Vanoda kuziva mashadiro nemashandisirwo e foroma ye Canva
  • Kutenga Canva
  • Mapazi eCanva
  • Kurongwa kwe mienzaniso inouya yakapakatwa neCanva
  • Kushanda ne zvisenzeso zvinowanikwa mu Canva
  • Mhando dzkepfimbinga hurongwa watinogadzira muCanva

Anesu

Mudzidzisi

4.4Instructor Rating
2
Students
6
Courses
12
Reviews
View Details